Eriza-Jah Prayzah&The 3rd Generation Band
网盘下载
如无法下载或有错误,请刷新重试或点此
反馈 给我们
[00:00.00]Eriza - Jah Prayzah/The 3rd Generation Band
[00:00.34]Lyrics by:Jah Prayzah
[00:00.69]Composed by:Jah Prayzah
[00:01.03]Ndine hurombo handina neremuromo
[00:04.91]Amai kani maziso angu aone nhamo
[00:08.81]Ini rambe ndinyerere ndashaya zano
[00:12.68]Eriza iwe dzokorora
[00:16.50]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[00:20.60]Eriza iwe dzokorora
[00:24.34]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[00:28.34]Eriza iwe dzokorora
[00:32.16]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[00:35.11]Mapurisa andipa ticket
[00:36.98]Zvikanzi soja unomhanyirepi
[00:39.17]Kune kasweet chokoreti kunge kaZim-Asset
[00:43.02]Kagugule painternet izvi hazvidi secret
[00:46.94]Akambotamba paMarket akaita mashiripiti
[00:50.83]Pakazouya riot kukanda tsvimbo mubhasiketi aya hoye
[00:55.78]Ndanga ndirere amai ndazomuka
[00:59.76]Ndamurota achitamba ndikavhunduka
[01:03.73]Ndanga ndirere amai ndazomuka
[01:07.67]Ndamurota achitamba ndikavhunduka
[01:11.17]Handiende vasikana ini Hee soja
[01:14.69]Hameno vanongoridza tsamwa Hee warrior
[01:18.46]Moyo yavo ine zidanda Hee soja
[01:22.43]Aiwa kufara ndiro dama Hee warrior
[01:26.36]Asika ngoma ndiyo ndiyo asikana imi Hee soja
[01:30.30]Aiwa watikuvadza musana Hee warrior
[01:34.20]Asika wabatanidza hama Hee soja
[01:38.14]Aiwa watikuvadza musana Hee warrior
[01:42.09]Asika wabatanidza hama Hee soja
[01:59.08]Parinorereka zuva Eriza
[02:02.72]Uchandiwana ndakakumirira pamureza
[02:06.75]Parinodoka chete zuva Eriza
[02:10.63]Ndikakushaya ndodambuka makumbo kunge hwiza
[02:14.53]Eriza iwe dzokorora
[02:18.48]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[02:22.40]Eriza iwe dzokorora
[02:26.32]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[02:29.85]Handiende vasikana ini Hee soja
[02:33.27]Hameno vanongoridza tsamwa Hee warrior
[02:37.11]Moyo yavo ine zidanda Hee soja
[02:41.02]Aiwa kufara ndiro dama Hee warrior
[02:45.04]Asika ngoma ndiyo ndiyo asikana imi Hee soja
[02:49.02]Aiwa watikuvadza musana Hee warrior
[02:52.87]Asi wabatanidza hama Hee soja
[02:56.81]Aiwa watikuvadza musana Hee warrior
[03:00.76]Asi wabatanidza hama Hee soja
[03:10.09]Ndine hurombo handina neremuromo
[03:13.67]Amai kani maziso angu aone nhamo
[03:17.51]Ini rambe ndinyerere ndashaya zano
[03:21.62]Eriza iwe dzokorora
[03:25.37]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[03:28.70]Zunza
[03:29.24]Eriza amai kani iwe dzokorora amai kani
[03:33.17]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[03:36.55]Zunza
[03:37.38]Eriza chitenderera iwe dzokorora amai kani
[03:41.06]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[03:44.29]Zunza
[03:45.07]Eriza tenderera iwe dzokorora iwe tenderera
[03:49.05]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[03:52.23]Zunza
[03:53.09]Eriza tenderera iwe dzokorora iwe tenderera
[03:56.91]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[03:59.98]Zunza
[04:00.87]Eriza tenderera iwe dzokorora iwe tenderera
[04:04.84]Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
[04:07.89]Zunza
展开